We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Kuungudza kwaJeremia 3

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Kuungudza kwaJeremia 2 Kuungudza kwaJeremia Kuungudza kwaJeremia 4 →

1Ndini munhu akaona kutambudzika

2Akandidzingira kure akaita kuti ndifambe

3zvirokwazvo, akashandura ruoko rwake kuti rundirwise

4Akasakadza ganda rangu nenyama yangu

5Akandikomba akandipoteredza

6Akandigarisa murima

7Akandipfigira kuti ndisapunyuka,

8Kunyange ndikadana kana kuridza mhere kuti ndibatsirwe,

9Akadzivira nzira yangu namatombo;

10Sebere rakavandira,

11akandikwekweredza kubva munzira uye akandibvarura-bvarura

12Akawembura uta hwake

13Akabaya mwoyo wangu

14Ndakava chiseko chavanhu vangu vose;

15Akandigutsa nemiriwo inovava,

16Akagura mazino angu nerukangarabwe;

17Ndakatorerwa rugare;

18Naizvozvo ndinoti, “Kubwinya kwangu kwaenda,

19Ndinorangarira kutambudzika kwangu nokudzungaira kwangu,

20Ndinozvirangarira kwazvo,

21Asi izvi ndinozvirangarira mupfungwa

22Nokuda kwerudo rukuru rwaJehovha, hatina kuparadzwa,

23Itsva mangwanani oga oga,

24Ndinoti kumwoyo wangu, “Jehovha ndiye mugove wangu;

25Jehovha akanaka kuna avo vanovimba naye,

26chinhu chakanaka kumirira

27Chinhu chakanaka kuti munhu atakure joko

28Ngaagare ari oga anyerere,

29Ngaavige chiso chake muguruva,

30Ngaape dama rake kumunhu anomurova,

31Nokuti vanhu havangaraswi

32Kunyange achiuyisa kusuwa, achanzwira hake tsitsi,

33Nokuti haafariri kuuyisa kurwadziwa

34Kutsikira pasi petsoka

35kurambira munhu kodzero yake

36kutadzisa munhu kuwana kururamisirwa kwake

37Ndiani angataura akaita kuti zviitike

38Ko, hazvibvi mumuromo weWokumusoro-soro here

39Ko, munhu mupenyu anonyunyutirei

40Ngatinzverei nzira dzedu uye ngatidziedzei,

41Ngatisimudzei mwoyo yedu namaoko edu

42“Takatadza uye takakumukirai

43“Makazvifukidza nokutsamwa mukatidzingirira;

44Makazvifukidza negore

45Makatiita marara netsvina

46“Vavengi vedu vose vakashama miromo yavo

47Takawirwa nokutya uye takateyiwa nehunza,

48Hova dzemisodzi dzinoyerera kubva mumaziso angu,

49Meso angu acharamba achiyerera misodzi,

50kusvikira Jehovha aringira pasi

51Zvandinoona zvinochemedza mweya wangu,

52Avo vakanga vari vavengi vangu ini pasina chikonzero

53Vakaedza kundiuraya mugomba

54mvura zhinji yakafukidza musoro wangu,

55Ndakadana zita renyu, imi Jehovha,

56Makanzwa kukumbira kwangu: “Regai kudzivira nzeve dzenyu

57Makaswedera pedyo pandakakudanai,

58Haiwa Ishe, makandireverera mhaka yangu;

59Makaona imi Jehovha, zvakaipa zvandakaitirwa.

60Makaona udzamu hwokutsva kwavo,

61Haiwa Jehovha, makanzwa kutuka kwavo,

62dzinozevezerwa nokungurumwa navavengi vangu

63Tarirai kwavari! Vakagara kana kumira,

64Varipidzirei zvakavafanira, imi Jehovha,

65Isai chidziro pamwoyo yavo,

66Vadzinganisei makatsamwa muvaparadze,

← Kuungudza kwaJeremia 2 Kuungudza kwaJeremia Kuungudza kwaJeremia 4 →