1Haiwa, goridhe rasviba sei,
2Haiwa vanakomana vanokosha veZioni,
3Kunyange makava anopa mazamu awo
4Nokuda kwenyota rurimi rwomwana mucheche
5Avo vaisidya zvinonaka
6Kurangwa kwavanhu vangu
7Machinda avo aipenya kupfuura chando,
8Asi zvino vasviba kupfuura chinʼai;
9Avo vakaurayiwa nomunondo vari nani
10Namaoko avo vakadzi vaiva nomwoyo munyoro
11Jehovha akaratidza kutsamwa kwake kwose;
12Madzimambo enyika haana kutenda,
13Zvakaitika nokuda kwezvivi zvavaprofita varo
14Vanodzungaira munzira dzaro
15Vanhu vanodanidzira kwavari vachiti, “Ibvai! Hamuna kuchena!
16Kutsamwa kwaJehovha kwavaparadzira;
17Meso edu oonera madzerere,
18Vanhu vakatitevera kwose kwatakaenda,
19Vaitidzinganisa vaimhanya kupfuura
20Muzodziwa waJehovha, iye mweya wedu wokufema chaiwo,
21Pembera ufare, iwe Mwanasikana weEdhomu,
22Iwe, Mwanasikana weZioni, kurangwa kwako kuchaguma;