We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Kuungudza kwaJeremia 2

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Kuungudza kwaJeremia 1 Kuungudza kwaJeremia Kuungudza kwaJeremia 3 →

1Ishe akafukidza sei Mwanasikana weZioni

2Ishe akamedza ugaro hwose hwaJakobho

3Mukutsamwa kwake kunotyisa akagura

4Akawembura uta hwake somuvengi;

5Ishe akafanana nomuvengi;

6Akaparadza ugaro hwake sebindu;

7Ishe akaramba aritari yake

8Jehovha akafunga kuparadza

9Masuo aro anyura muvhu,

10Vakuru voMwanasikana weZioni

11Meso angu aneta nokuchema,

12Vanoti kuna vanamai vavo,

13Ndingareveiko pamusoro pako?

14Zviratidzo zvavaprofita vako

15Vose vanopfuura nepauri

16Vavengi vako vose vanoshama miromo yavo

17Jehovha aita zvaakaronga;

18Mwoyo yavanhu

19Simuka, danidzira usiku,

20“Tarirai, imi Jehovha, murangarire kuti:

21“Majaya navatana vavata pamwe chete

22“Sokukokera kwamunoita zuva romutambo,

← Kuungudza kwaJeremia 1 Kuungudza kwaJeremia Kuungudza kwaJeremia 3 →