1Ko, muguta zvamusisina vanhu,
2Rinochema zvikuru usiku,
3Shure kwokutambudzika nokushanda zvakaomarara,
4Nzira dzinoenda kuZioni dzinochema,
5Vavengi varo ndivo vava vatongi varo;
6Kuyevedza kwose kwabva
7Mumazuva okutambudzika nokudzungaira kwaro,
8Jerusarema rakatadza zvikuru kwazvo,
9Tsvina yaro yakanamatira panguo dzaro;
10Muvengi akatora
11Vanhu varo vose vanogomera
12“Hamuna hanya here, imi mose munopfuura?
13“Akatuma moto kubva kumusoro-soro,
14“Zvivi zvangu zvasungwa zvikaitwa joko;
15“Ishe akaramba
16“Ndokusaka ndichichema
17Zioni rinotambanudza maoko aro,
18“Jehovha akarurama,
19“Ndakadana kushamwari dzangu
20“Tarirai, imi Jehovha kutambudzika kwangu!
21“Vanhu vakanzwa kugomera kwangu,
22“Zvakaipa zvavo zvose ngazviuye pamberi penyu;