We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mapisarema 17

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mapisarema 16 Mapisarema Mapisarema 18 →

1Inzwai, imi Jehovha, mukumbiro wangu wakarurama;

2Kururamiswa kwangu ngakubve kwamuri;

3Kunyange mukaedza mwoyo wangu uye mukandiongorora usiku,

4Kana ari mabasa avanhu,

5Nhambwe dzangu dzakarambira panzira dzenyu;

6Haiwa Mwari, ndinodana kwamuri, nokuti muchandipindura;

7Ratidzai kushamisa kworudo rwenyu rukuru,

8Ndichengetei semboni yeziso renyu;

9kubva kuno wakaipa anondirwisa,

10Vanodzivira mwoyo yavo yakavangarara,

11Vakandironda, zvino vandikomba,

12Vakaita seshumba ine nzara yechokudya,

13Haiwa, Jehovha, simukai, mirai pamberi pavo,

14Haiwa, Jehovha, ndiponesei noruoko rwenyu kubva kuvanhu vakadai,

15Zvino ini mukururama, ndichaona chiso chenyu;

← Mapisarema 16 Mapisarema Mapisarema 18 →