1Ndichengetedzei, imi Mwari,
2Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu;
3Kana vari vatsvene vari panyika,
4Kuchema kuchawedzerwa,
5Jehovha, makandigovera mugove wangu nomukombe wangu;
6Ndakayererwa miganhu panzvimbo yakanaka;
7Ndicharumbidza Jehovha, anondipa zano;
8Ndakaisa Jehovha pamberi pangu nguva dzose.
9Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu runopururudza;
10nokuti imi hamuzondisiyi muguva,
11Makandizivisa nzira youpenyu;