We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jeremia 50

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jeremia 49 Jeremia Jeremia 51 →

1Iri ndiro shoko rakataurwa naJehovha kubudikidza nomuprofita Jeremia pamusoro peBhabhironi nenyika yavaBhabhironi:

2“Zivisai, uye paridzai pakati pendudzi,

3Rudzi runobva kumusoro rucharirwisa,

4“Mumazuva iwayo, nenguva iyoyo,”

5Vachabvunza nzira inoenda kuZioni,

6“Vanhu vangu vanga vari makwai akarasika;

7Ani naani akavawana akavadya;

8“Tizai mubude muBhabhironi;

9Nokuti ndichamutsa Bhabhironi

10Naizvozvo Bhabhironi richapambwa;

11“Nokuda kwokuti munofara nokufarisisa,

12mai venyu vachanyadziswa kwazvo;

13Nokuda kwokutsamwa kwaJehovha hamungagarwi,

14“Mirai panzvimbo dzenyu makakomba Bhabhironi,

15Pururudzai pamusoro pake kumativi ose!

16Bvisai mudyari muBhabhironi,

17“Israeri makwai akapararira

18Naizvozvo zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri:

19Asi ndichadzosera Israeri kumafuro ake,

20Mumazuva iwayo, panguva iyoyo,”

21“Rwisai nyika yeMarataimi

22Mheremhere yehondo iri munyika,

23Yavhunika nokupwanyika

24Ndakakuisira musungo, iwe Bhabhironi,

25Jehovha akazarura dura rezvombo

26Uyai murwe naro muchibva kure.

27Muuraye hondo diki dzaro dzose;

28Inzwai vanotiza navapoteri vanobva kuBhabhironi,

29“Kokerai vapfuri vemiseve varwe neBhabhironi,

30Naizvozvo majaya aro achawira mumigwagwa;

31“Tarira, ndinorwa newe, iwe wokuzvikudza,”

32Anozvikudza achagumburwa agowa,

33Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose:

34Asi mudzikinuri wavo ane simba;

35“Munondo pamusoro pavaBhabhironi!”

36Munondo pamusoro pavaprofita

37Munondo pamusoro pamabhiza nengoro dzaro,

38Mvura yaro zhinji ngaipwe!

39“Saka mhuka dzomugwenga namapere zvichagarako,

40Sokukoromorwa kwakaitwa Sodhomu neGomora naMwari

41“Tarirai! Hondo inobva nechokumusoro;

42Vakapakata uta namapfumo;

43Mambo weBhabhironi akanzwa guhu pamusoro pavo,

44Seshumba inouya ichibva mudondo reJorodhani

45Naizvozvo, inzwai zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi,

46Pachanzwikwa kutinhira kwokukundwa kweBhabhironi, nyika ichadedera;

← Jeremia 49 Jeremia Jeremia 51 →