We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jeremia 49

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jeremia 48 Jeremia Jeremia 50 →

1Pamusoro paAmoni:

2Asi mazuva anouya,”

3“Ungudza, iwe Heshibhoni, nokuti Ai raparadzwa!

4Unozvikudzireiko nemipata yako,

5Ndichauyisa kutya pamusoro pako

6“Asi shure kwaizvozvo, ndichadzosazve pfuma yavaAmoni,”

7Pamusoro peEdhomu:

8Dzokai uye mutize, muwande mumapako akadzika,

9Kana vanononga mazambiringa vakasvika kwauri,

10Asi ndichafukura Esau;

11Siya nherera dzako; ini ndicharwira upenyu hwavo.

12Zvanzi naJehovha: “Kana avo vakanga vasingafaniri kunwa pamukombe vakodzera kuunwa, iwe ucharegereiko kurangwa? Haungaregi kurangwa, asi unofanira kunwa pamukombe wacho.

13Ndinopika neni ndimene,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuti Bhozira richava dongo nechinhu chinonyangadza, nechinhu chinotyisa, chinozvidzwa nechinotukwa; uye maguta aro ose achava matongo nokusingaperi.”

14Ndakanzwa shoko rakabva kuna Jehovha, richiti:

15“Zvino ndichakuita muduku pakati pendudzi,

16Kutyisa kwaunoita,

17“Edhomu richava chinhu chinotyisa,

18Sokuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora,

19“Seshumba inobuda mumatenhere eJorodhani

20Naizvozvo, inzwai zvakarongwa naJehovha pamusoro peEdhomu,

21Nyika ichadedera nokuda kwomubvumo wokuwa kwavo;

22Tarirai gondo richabhururuka ndokudzika nesimba,

23Pamusoro peDhamasiko:

24Dhamasiko harichina simba,

25Guta remukurumbira harina kusiyiwa seiko,

26Zvirokwazvo majaya aro achawa mumigwagwa;

27“Ndichatungidza moto kumasvingo eDhamasiko;

28Pamusoro peKedhari noumambo hweHazori, hwakarwiswa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi:

29Matende avo namapoka avo amakwai achatorwa;

30“Tizirai kure nokukurumidza!

31“Simukai mundorwisa rudzi rwakazvigarira zvarwo,

32Ngamera dzavo dzichapambwa,

33“Hazori richava ugaro hwamakava,

34Iri ndiro shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremia muprofita pamusoro peEramu, pakutanga kwokubata ushe kwaZedhekia mambo weJudha, richiti:

35Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose:

36Ndichauyisa pamusoro paEramu mhepo ina,

37Ndichapwanya Eramu pamberi pavavengi vavo,

38Ndichaisa chigaro changu choushe muEramu

39“Asi ndichadzosa nhaka yeEramu

← Jeremia 48 Jeremia Jeremia 50 →