1“Haiwa Israeri, kana muchida kudzoka,
2kana mukapika muchokwadi,
3Izvi ndizvo zvinotaura Jehovha kuvanhu veJudha neJerusarema:
4Zvidzingisirei kuna Jehovha,
5“Zivisai munyika yaJudha uye muparidze muJerusarema muchiti:
6Simudzai mureza wokuenda kuZioni!
7Shumba yabuda mudenhere rayo;
8Naizvozvo pfekai masaga,
9“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha,
10Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe Jehovha, makanyengera kwazvo vanhu ava neJerusarema muchiti, ‘Muchava norugare,’ nyamba munondo uri pahuro dzedu.”
11Panguva iyoyo vanhu ava neJerusarema vachaudzwa kuti, “Mhepo inopisa inobva kunzvimbo dzakakwirira dzisina miti mugwenga inovhuvhuta yakananga vanhu vangu, asi isingapepeti kana kunatsa;
12mhepo ine simba kwazvo kudarika iyoyo ichabva kwandiri. Zvino ndiwo wava mutongo wangu pamusoro pavo.”
13Tarirai! Ari kuuya samakore,
14Haiwa Jerusarema, shamba zvakaipa zviri mumwoyo mako ugoponeswa.
15Inzwi rinodanidzira richibva kuDhani,
16“Zivisai izvi kumarudzi,
17Vanorikomba savanhu vakarinda munda,
18“Tsika dzako namabasa ako ndizvo zvauyisa
19Maiwe, kurwadziwa kwangu,
20Njodzi inotevera njodzi;
21Ndicharamba ndichiona mureza wehondo kusvikira riniko,
22“Vanhu vangu mapenzi;
23Ndakatarira nyika,
24Ndakatarira pamakomo,
25Ndakatarira, ipapo pakanga pasina vanhu;
26Ndakatarira, ndokuona nyika yaibereka zvibereko yava gwenga;
27Zvanzi naJehovha:
28Naizvozvo nyika ichachema
29Paanonzwa kutinhira kwavatasvi vamabhiza nokwavawemburi vouta,
30Uchaiteiko, iwe wokuparadzwa?
31Ndiri kunzwa kuchema sekwomukadzi anorwadziwa pakusununguka,