1“Kwirai nokudzika nemigwagwa yeJerusarema,
2Kunyange vachiti havo, ‘NaJehovha mupenyu,’
3Haiwa Jehovha, meso enyu haatsvaki chokwadi here?
4Ndakafunga ndikati, “Ava varombo bedzi;
5Naizvozvo ndichaenda kuvatungamiri
6Saka shumba inobva musango ichavauraya,
7“Ndingakukanganwirai seiko?
8Ivo mabhiza anodya achiguta azere ruchiva,
9Ko, handingavarangi nokuda kwaizvozvi here?”
10“Endai nomuminda yavo yamazambiringa muiparadze,
11Imba yaIsraeri neimba yaJudha
12Vakarevera Jehovha nhema,
13Vaprofita vangova mhepo,
14Naizvozvo zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose:
15Haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha,
16Magoba avo akafanana neguva rakashama;
17Vachadya zvamakakohwa nezvokudya zvenyu,
18“Kunyange mumazuva iwayo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “handingakuparadzei zvachose.
19Zvino kana vanhu vakabvunza kuti, ‘Ko, Jehovha Mwari wedu aitirei izvi kwatiri?’ imi muchavaudza kuti, ‘Sezvo makandisiya mukandoshumira vamwari vavatorwa munyika yenyu chaiyo, saizvozvowo zvino muchashandira vatorwa munyika isiri yenyu.’
20“Zivisai izvi kuimba yaJakobho
21Inzwai izvi imi mapenzi navanhu vasina pfungwa,
22Ko, hamufaniri kunditya here?” ndizvo zvinotaura Jehovha.
23Asi vanhu ava vane mwoyo yakasindimara uye inondimukira;
24Havati mumwoyo yavo,
25Zvakaipa zvenyu zvakadzingira izvi kure;
26“Pakati pavanhu vangu pane vanhu vakaipa
27Sedendere rizere neshiri,
28uye vafuta uye vobwinya.
29Ko, handifaniri kuvaranga pane izvi here?”
30“Chinhu chinosemesa uye chinovhundutsa
31Vaprofita vanoprofita nhema,