1Iri ndiro shoko raJehovha kuna Jeremia pamusoro pokusanaya kwemvura:
2“Judha anochema,
3Vanokudzwa vanotuma varanda vavo kundochera mvura;
4Nyika yaparuka
5Kunyange nehadzi yenondo iri musango
6Mbizi dzinomira pazvikomo zvisina miti,
7Kunyange zvivi zvedu zvichipupura zvakaipa,
8Imi Tariro yaIsraeri,
9Maitireiko somunhu ashamisika
10Zvanzi naJehovha pamusoro pavanhu ava,
11Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Rega kunyengeterera kugara zvakanaka kwavanhu ava.
12Kunyange vakatsanya, handinganzwi kuchema kwavo; kunyange vakapa zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvezviyo, handingazvigamuchiri. Asi ndichavaparadza nomunondo, nenzara uye nedenda.”
13Asi ndakati, “Haiwa Ishe Jehovha, vaprofita vanogara vachivataurira kuti, ‘Hamungaoni munondo kana kufa nenzara. Zvirokwazvo ndichakupai rugare rusingaperi panzvimbo ino.’ ”
14Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Vaprofita vanoprofita nhema muzita rangu. Ini handina kuvatuma kana kuvagadza kana kutaura kwavari. Vanokuprofitirai zviratidzo zvenhema, nezvakavukwa, nezvifananidzo nokurasika kwendangariro dzavo.
15Naizvozvo zvanzi naJehovha pamusoro pavaprofita vanoprofita muzita rangu: Handina kuvatuma, asi ivo vanoti, ‘Hakungavi nomunondo kana nzara ichawira nyika ino.’ Vaprofita vacho ivavo, vachaparara nomunondo nenzara.
16Uye vanhu vavaiprofitira vacharasirwa munzira dzeJerusarema nokuda kwenzara nomunondo. Hakuna munhu achavaviga ivo, kana vakadzi vavo, kana vanakomana vavo, kana vanasikana vavo. Ndichadururira pamusoro pavo njodzi yakafanira.
17“Taura shoko iri kwavari, uti,
18Kana ndikaenda mukati menyika,
19Ko, maramba Judha zvachose here?
20Haiwa Jehovha, tinobvuma zvakaipa zvedu,
21Nokuda kwezita renyu, musatizvidza;
22Ko, pazvifananidzo zvisina maturo zvendudzi, chiripo chinganayisa mvura here?