We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jeremia 15

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jeremia 14 Jeremia Jeremia 16 →

1Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Kunyange dai Mozisi naSamueri vaimira pamberi pangu, mwoyo wangu hawaiva nehanya navanhu ava. Vadzingei pamberi pangu! Regai vaende!

2Zvino kana vakakubvunza vachiti, ‘Tichaendepiko?’ Uvaudze kuti, ‘Zvanzi naJehovha:

3“Ndichatumira mhando ina dzavaparadzi pamusoro pavo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “munondo kuti uuraye uye imbwa kuti dzikwekweredzere kure, neshiri dzedenga nemhuka dzenyika kuti dzidye uye dziparadze.

4Ndichaita kuti vavengwe noushe hwose hwenyika nokuda kwezvakaitwa muJerusarema naManase, mwanakomana waHezekia mambo weJudha.

5“Ndianiko achakunzwira tsitsi, iwe Jerusarema?

6Wakandiramba,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

7Ndichavarudza neforogo yokurudzisa,

8Ndichawanza chirikadzi dzavo

9Mai vakabereka vana vanomwe vachaziya vagofa.

10Yowe-e, mai vangu, zvamakandibereka

11Jehovha akati,

12“Ko, munhu angavhuna simbi here,

13Pfuma yako namatura ako

14Ndichakuita muranda wavavengi vako

15Haiwa Jehovha, imi munonzwisisa;

16Mashoko enyu paakasvika ndakaadya;

17Handina kumbogara pakati peungano yavanozvifadza,

18Seiko kurwadziwa kwangu kusingaperi,

19Naizvozvo zvanzi naJehovha:

20Ndichakuita rusvingo kuvanhu ava,

21“Ndichakuponesa kubva mumaoko avakaipa

← Jeremia 14 Jeremia Jeremia 16 →