We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 65

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 64 Isaya Isaya 66 →

1“Ndakazviratidza kuna avo vasina kundibvunza;

2Zuva rose ndakatambanudzira maoko angu

3vanhu vanogara vachindigumbura

4vanogara pakati pamarinda

5vanoti, ‘Gara kure; usaswedera pedyo neni,

6“Tarirai, zvakanyorwa pamberi pangu zvinoti:

7zvakaipa zvenyu nezvamadzibaba enyu,”

8Zvanzi naJehovha:

9Ndichabudisa marudzi kuna Jakobho,

10Sharoni richava mafuro amakwai,

11“Asi kana murimi munosiya Jehovha

12ndichakuendesai kumunondo,

13Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha:

14Varanda vangu vachaimba zvichibva mumufaro wemwoyo yavo,

15Muchasiyira zita renyu

16Ani naani achati nyika iropafadzwe

17“Tarirai, ndichasika

18Asi farai mupembere nokusingaperi

19Ndichapembera pamusoro peJerusarema,

20“Mariri hamungazovazve

21Vachavaka dzimba vagogara madziri;

22Havachazovakazve dzimba dzinozogarwa navamwe,

23Havachazoshandira pasina

24Vasati vadana ndichavapindura;

25Bumhi negwayana zvichafura pamwe chete,

← Isaya 64 Isaya Isaya 66 →