We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 66

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 65 Isaya

1Zvanzi naJehovha:

2Haruzi ruoko rwangu rwakaita izvozvi zvose here,

3Asi ani naani anobayira hando

4naizvozvo neniwo ndichavasarudzira kuranga kuchavaomera,

5Inzwai shoko raJehovha,

6Inzwai maungira ebope anobva muguta,

7“Asati arwadziwa nemimba,

8Ndiani akambonzwa chinhu chakadai?

9Ndingasvitsa panguva yokubereka

10“Pemberai pamwe chete neJerusarema uye mufarisise nokuda kwaro,

11Nokuti muchanwa mukaguta

12Nokuti zvanzi naJehovha:

13Samai vanonyaradza mwana wavo,

14Pamuchaona izvozvo, mwoyo wenyu uchafara,

15Tarirai, Jehovha ari kuuya nomoto,

16Nokuti nomoto uye nomunondo wake

17“Vaya vanozvinatsa nokuzvichenesa kuti vaende mumapindu, vachitevera munhu ari pakati paavo vanodya nyama yenguruve nembeva uye nezvimwe zvinhu zvinonyangadza, magumo avo achava mamwe chete,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

18“Nokuti ini nokuda kwamabasa avo nepfungwa dzavo, ndiri kuuya kuzounganidza marudzi ose nendimi dzose; vachauya uye vachaona kubwinya kwangu.

19“Ndichaisa chiratidzo pakati pavo, uye ndichatumira vamwe vavakapunyuka kundudzi, kuTashishi, nokuvaRibhiya navaRidhia (vane mbiri yokuwembura uta), nokuTubhari nokuGirisi, nokuzviwi zviri kure zvisina kumbonzwa nezvembiri yangu kana kuona kubwinya kwangu. Vachaparidza kubwinya kwangu pakati pendudzi.

20Uye vachauyisa hama dzenyu dzose, kubva kundudzi dzose, kugomo rangu dzvene muJerusarema, sechipo kuna Jehovha, pamusoro pamabhiza, nomungoro uye mungoro dzina matenga, napamanyurusi uye napangamera,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Vachazviuyisa, savaIsraeri vanouyisa zvipiriso zvavo zvezviyo, kutemberi yaJehovha mumidziyo yakacheneswa.

21Ipapo ndichasarudza vamwe vavo kuti vave vaprista navaRevhi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

22“Nokuti sezvakaita matenga matsva nenyika itsva zvandinoita zvichazogara pamberi pangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saizvozvo zita renyu nezvizvarwa zvenyu zvichagara.

23Kubva paKugara kwoMwedzi kusvikira kuno mumwe, uye kubva paSabata rimwe kusvikira kune rimwe, marudzi ose achauya kuzokotama pamberi pangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

24“Vachabudapo vachindotarira zvitunha zvaavo vaindimukira; honye yavo haizofi, moto wavo haungadzimwi, uye vachasemesa vanhu vose.”

← Isaya 65 Isaya