1Haiwa, dai maibvarura matenga mukaburuka pasi,
2Sezvinoita moto paunopisa tsotso
3Nokuti pamakaita zvinhu zvinotyisa zvatakanga tisina kutarisira,
4Kubva panguva dzekare hakuna munhu akanzwa,
5Munouya kuzobatsira avo vanofarira kuita zvakarurama,
6Isu tose tafanana nousina kuchena,
7Hakuna anodana kuzita renyu
8Haiwa, Jehovha, kunyange zvakadaro muri Baba vedu.
9Regai kutsamwa zvikuru imi Jehovha;
10Maguta enyu matsvene ava renje;
11Temberi yedu tsvene inobwinya, umo madzibaba edu akakurumbidzai,
12Haiwa Jehovha, mushure maizvozvi mungazvidzorawo here?