1Ndianiko uyu anobva kuEdhomu,
2Seiko nguo dzenyu dzakatsvuka
3“Ndakatsika chisviniro chewaini ndoga;
4Nokuti zuva rokutsiva rakanga riri mumwoyo mangu,
5Ndakatarisa, asi pakanga pasina angabatsira,
6Ndakatsika-tsika ndudzi mukutsamwa kwangu;
7Ndichataura nezvounyoro hwaJehovha,
8Akati, “Zvirokwazvo ndivo vanhu vangu,
9Mumatambudziko avo ose naiyewo akatambudzika,
10Asi vakamumukira
11Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare,
12iye akavatumira ruoko rwake rwokukudzwa nesimba
13iye akavatungamirira nomakadzika?
14semombe dzinoburukira kubani,
15Tarirai pasi muri kudenga uye muone,
16Asi muri Baba vedu,
17Haiwa Jehovha, munotiregereiko tichidzungaira, kubva panzira dzenyu
18Kwenguva duku vanhu venyu vakatora nzvimbo yenyu tsvene,
19Isu tiri venyu kubva kare;