We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 62

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 61 Isaya Isaya 63 →

1Nokuda kweZioni handinganyarari,

2Ndudzi dzichaona kururama kwako,

3Uchava korona yokubwinya muruoko rwaJehovha,

4Havachazokutizve Musiyiwa,

5Sejaya zvarinowana mhandara,

6Ndakagadza nharirire pamasvingo ako, iwe Jerusarema;

7uye musamupa zororo kusvikira asimbisa Jerusarema,

8Jehovha akapika noruoko rwake rworudyi,

9asi ivo vanokohwa ndivo vachadya

10Pfuurai, pfuurai napamasuo!

11Jehovha akaparidzira kumagumo enyika achiti, “Uti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Muponesi wako ouya! Tarira, mubayiro wake anawo, uye kuripira kwake kunomutevera.’ ”

12Vachanzi Vanhu Vatsvene, Vakadzikinurwa vaJehovha; uye iwe uchanzi Mutsvakwa, iro Guta Risina Kuzova Dongo.

← Isaya 61 Isaya Isaya 63 →