1Vane nhamo vanodzika mitemo isina kururama,
2kuti vadzivise varombo kodzero dzavo
3Muchaita sei pazuva rokutongwa,
4Hapana chichasara asi kungokotama pakati penhapwa,
5“Une nhamo iwe Asiria, shamhu yokutsamwa kwangu,
6Ndiri kumutuma kurudzi rusina Mwari,
7Asi izvi handizvo zvaanoda,
8Anoti, ‘Ko, machinda angu haazi madzimambo ose here?
9Karino harina kuita sezvakaita Karikemishi here?
10Ruoko rwangu sezvarwakatora umambo hwezvifananidzo,
11ko, handichaitiri Jerusarema nezvifananidzo zvaro
12Kana Ishe achinge apedza basa rake rose pamusoro peGomo reZioni neJerusarema, achazoti, “Ndicharanga mambo weAsiria nokuda kwokuzvikudza kwomwoyo wake namanyawi emeso ake.
13Nokuti iye anoti,
14Sezvinoita munhu anosvasvavira mudendere,
15Ko, demo ringazvirumbidza kupfuura iye anoritemesa here?
16Naizvozvo, Ishe Jehovha Wamasimba Ose,
17Chiedza chaIsraeri chichava moto,
18Kubwinya kwamasango ake neminda yake
19Uye miti yakasara yamasango ake ichava mishoma kwazvo,
20Pazuva iro vakasara veIsraeri,
21Vakasara vachadzokera, vakasara vaJakobho,
22Kunyange vanhu vako, iwe Israeri, vakaita sejecha regungwa,
23Ishe, Jehovha Wamasimba Ose
24Naizvozvo zvanzi naIshe, Jehovha Wamasimba Ose:
25Nokuti nenguva duku duku kutsamwa kwangu pamusoro penyu kuchapera,
26Jehovha Wamasimba Ose achavarova netyava,
27Pazuva iro mitoro yavo ichabviswa pamapfudzi enyu,
28Vanopinda muAyati;
29Vanopfuura napamupata, vagoti,
30Ridza mhere, iwe mukunda weGarimi!
31Madhimena riri kutiza;
32Zuva ranhasi vachamira paNobhi;
33Tarirai, Ishe, Jehovha Wamasimba Ose,
34Achatema matenhere esango nedemo;