We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 11

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 10 Isaya Isaya 12 →

1Bukira richabva kudzinde raJese;

2Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake,

3uye achafarira kutya Jehovha.

4asi nokururama achatongera varombo,

5Kururuma ndiro richava bhanhire rake

6Bere richagara negwayana,

7Mhou ichafura nebere,

8Mwana mucheche achatambira pedyo nomwena wemhakure,

9Hazvingazokuvadzi kana kuparadza

10Pazuva iro Mudzi waJese uchamira somureza wamarudzi; ndudzi dzichamhanyira kwaari, uye nzvimbo yake yokuzorora ichabwinya.

11Pazuva iro Jehovha achatambanudza ruoko rwake kechipiri kuti adzorezve vakasara ivo vanhu vake vakasiyiwa kubva kuAsiria, kubva zasi kweIjipiti, nokubva kumusoro kweIjipiti nokubva kuEtiopia, nokubva kuEramu, nokubva kuBhabhironi, nokuHamati uye nokubva kuzviwi zvegungwa.

12Achasimudzira marudzi mureza

13Godo raEfuremu richapera

14Asi vachawira pamusoro pamateru eFiristia kumavirazuva;

15Jehovha achaomesa chose

16Pachava nomugwagwa mukuru wavanhu vake vakasara,

← Isaya 10 Isaya Isaya 12 →