We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 9

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 8 Isaya Isaya 10 →

1Kunyange zvakadaro, hakuchazovazve nerima kuna avo vakanga vari munhamo. Pamazuva akare akaninipisa nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, asi panguva inouya achakudza Garirea reveDzimwe Ndudzi, nenzira yokugungwa mhiri kwaJorodhani.

2Vanhu vaifamba murima

3Makakurisa rudzi mukawedzera mufaro wavo;

4Nokuti sapamazuva okukundwa kwavaMidhia,

5Shangu imwe neimwe yomurwi yakashandiswa muhondo,

6Nokuti takazvarirwa mwana,

7Kukura kwoumambo hwake nekworugare rwake

8Jehovha akatuma shoko pamusoro paJakobho;

9Vanhu vose vachariziva,

10“Zvidhinha zvakoromokera pasi,

11Asi Jehovha akamutsira Rezini vadzivisi

12VaAramu vachibva nokumabvazuva navaFiristia vachibva

13Asi vanhu havana kutendeukira kuna iye akavarova,

14Naizvozvo Jehovha achadimura vaIsraeri vose musoro nomuswe,

15vakuru navarume vanokudzwa ndivo musoro,

16Vanotungamirira vanhu ava vanovatsausa,

17Naizvozvo Jehovha haachazofariri majaya,

18Zvirokwazvo zvakaipa zvinopfuta somoto;

19Kubudikidza nokutsamwa kwaJehovha Wamasimba Ose

20Kurudyi vachadya

21Manase achadya Efuremu uye Efuremu achadya Manase;

← Isaya 8 Isaya Isaya 10 →