1Ridzai hwamanda muZioni;
2zuva rerima nokusuwa,
3Moto unoparadza pamberi padzo,
4Pakuonekwa kwadzo dzakaita samabhiza;
5Nokutinhira sokwengoro
6Pakungodziona chete, ndudzi dzose dzinotya;
7Dzinorwisa samauto;
8Hadzikwikwidzani pakufamba,
9Dzinobhururuka dzakananga muguta;
10Pamberi padzo, pasi panozunguzika,
11Jehovha anoomba,
12Jehovha anoti, “Kunyange zvino,
13Bvarurai mwoyo yenyu,
14Ndiani anoziva? Anogona kupinduka agonzwa tsitsi,
15Ridzai hwamanda muZioni.
16Unganidzai vanhu,
17Vaprista vanoshumira pamberi paJehovha
18Ipapo Jehovha achava negodo pamusoro penyika yake,
19Jehovha achavapindura achiti,
20“Ndichadzingira kure nemi hondo yokumusoro,
21Usatya iwe nyika;
22Musatya, imi mhuka dzesango,
23Farai imi vanhu veZioni,
24Mapuriro enyu achazara nezviyo,
25“Ndichakuripirai makore ose amakadyirwa nemhashu:
26Muchava nezvokudya zvakawanda kusvikira maguta,
27Ipapo muchazoziva kuti ndirimo muIsraeri,
28“Uye mushure maizvozvo,
29Kunyange pamusoro pavaranda vangu, zvose varume navakadzi,
30Ndicharatidza zvishamiso kudenga
31Zuva richashanduka rigova rima,
32Uye ani naani anodana