1Zvanzi naJehovha:
2Ndichatuma moto pamusoro paMoabhu
3Ndichaparadza mutongi wake
4Zvanzi naJehovha:
5ndichatuma moto pamusoro peJudha,
6Zvanzi naJehovha:
7Vanotsika-tsika pamisoro yavarombo
8Vanovata pasi parutivi pearitari
9“Ndakaparadza Amori pamberi pavo,
10“Ndakakubudisa kubva muIjipiti,
11Ndakamutsawo vaprofita kubva pakati pavanakomana venyu,
12“Asi makaita kuti vaNaziri vanwe waini
13“Zvino ipapo ndichakupwanyai
14Vanomhanya kwazvo havangapunyuki,
15Anopfura nemiseve haangazoramba amire,
16Kunyange mhare dzakashinga