We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Amosi 3

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Amosi 2 Amosi Amosi 4 →

1Inzwai shoko iri rakataurwa naJehovha pamusoro penyu, imi vanhu veIsraeri, pamusoro pemhuri yose yandakabudisa kubva muIjipiti:

2“Ndimi moga vandakasarudza

3Ko, vaviri vangafamba pamwe chete

4Ko, shumba ingaomba mudondo

5Ko, shiri ingawira pasi mumusungo

6Hwamanda ingarira muguta,

7Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haaiti chinhu

8Shumba yaomba,

9Paridzirai nhare dzeAshidhodhi

10“Havazivi kuita zvakarurama,” ndizvo zvinotaura Jehovha,

11Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha,

12Zvanzi naJehovha:

13“Inzwai izvi, mugopupura pamusoro peimba yaJakobho,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, Mwari Wamasimba Ose.

14“Pazuva randicharanga Israeri nokuda kwezvivi zvayo,

15Ndichaparadza imba yenguva yechando,

← Amosi 2 Amosi Amosi 4 →