1Mashoko aAmosi mumwe wavafudzi veTekoa, zvaakaona pamusoro peIsraeri makore maviri kudengenyeka kwenyika kusati kwaitika, Uzia paakanga ari mambo weJudha uye Jerobhoamu mwanakomana waJoashi ari mambo weIsraeri.
2Akati:
3Zvanzi naJehovha:
4ndichatumira moto paimba yaHazaeri
5Ndichavhuna suo reDhamasiko;
6Zvanzi naJehovha:
7ndichatuma moto pamusoro pamasvingo eGaza
8Ndichaparadza mambo weAshidhodhi
9Zvanzi naJehovha:
10ndichatuma moto pamasvingo eTire,
11Zvanzi naJehovha:
12ndichatuma moto pamusoro peTemani
13Zvanzi naJehovha: “Nemhaka yezvivi zvitatu zvaAmoni,
14ndichatungidza moto pamasvingo eRabha
15Mambo wake achaenda kuutapwa,