1Vanakomana vaIsakari vaiva:
2Vanakomana vaTora vaiva:
3Mwanakomana waUzi aiva:
4Munhoroondo yemhuri yavo, vakanga vaine varume zviuru makumi matatu nezvitanhatu vakanga vakagadzirira kurwa, nokuti vakanga vaine vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji.
5Hama dzavo vakanga vari varume vokurwa vari vedzimba dzose dzaIsakari, sokunyorwa kwazvakanga zvakaita munhoroondo yavo, vose vaisvika zviuru makumi masere nezvinomwe.
6Vanakomana vaBhenjamini vatatu vaiva:
7Vanakomana vaBhera vaiva:
8Vanakomana vaBhekeri vaiva:
9Munhoroondo yavo, vakuru vemhuri vakanyorwa uye vari varwi vaiva zviuru makumi maviri namazana maviri.
10Mwanakomana waJedhiaeri
11Vanakomana ava vose vaJedhiaeri vaiva vakuru vemhuri. Paiva nezviuru gumi nezvinomwe namazana maviri avarume vokurwa vakanga vakagadzirira kuenda kuhondo.
12VaShupi navaHupi vaiva zvizvarwa zvaIri, uye vaHushi vaiva zvizvarwa zvaAheri.
13Vanakomana vaNafutari vaiva:
14Zvizvarwa zvaManase zvaiva:
15Makiri akatora mukadzi kubva pakati pavaHupi navaShupi. Zita rehanzvadzi yake rainzi Maaka. Chimwezve chizvarwa chainzi Zerofehadhi, akanga aine vanasikana chete.
16Mukadzi waMakiri Maaka akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Pereshi. Mununʼuna wake ainzi Shereshi, uye vanakomana vake vaiva Uramu naRakemu.
17Mwanakomana waUramu
18Hanzvadzi yake Hamoreketi akabereka Ishodhi, Abhiezeri naMara.
19Vanakomana vaShimidha vaiva:
20Zvizvarwa zvaEfuremu zvaiva:
21Zabhadhi mwanakomana wake
22Baba wavo Efuremu akavachema kwamazuva mazhinji uye hama dzake dzakauya kuzomunyaradza.
23Ipapo akarara nomukadzi wake zvakare akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Bheria nokuti mumhuri yake makanga maita dambudziko.
24Mwanasikana wake ainzi Sheera, uye akavaka Bheti Horoni, yeZasi neyokumusoro uyewo neUzeni Sheera.)
25Refa aiva mwanakomana wake, Reshefi mwanakomana wake,
26Radhani mwanakomana wake, Amihudhi mwanakomana wake,
27Nuni mwanakomana wake
28Nyika dzavo nemisha yavo zvaisanganisira Bheteri nemisha yose yakaripoteredza, Naarani kumabvazuva, Gezeri nemisha yaro, kumavirira neShekemu nemisha yaro kuenda kunosvika kuAya nemisha yaro.
29Pamiganhu yaManase paiva neBheti Shani, Taanaki, Megidho neDhori pamwe chete nemisha yawo. Zvizvarwa zvaJosefa mwanakomana waIsraeri zvaigara mumaguta aya.
30Vanakomana vaAsheri vaiva:
31Vanakomana vaBheria vaiva:
32Hebheri aiva baba vaJafireti, Shomeri naHotami uye nehanzvadzi yavo Shua.
33Vanakomana vaJafireti vaiva:
34Vanakomana vaShomeri vaiva:
35Vanakomana vomununʼuna wake Heremu vaiva:
36Vanakomana vaZofa vaiva:
37Bhezeri, Hodhi, Shama Shirisha, Itirani, naBheera.
38Vanakomana vaJeteri vaiva:
39Vanakomana vaUra vaiva:
40Vose ava vaiva zvizvarwa zvaAsheri, vakuru vemhuri yavo, varume vakanga vakasarudzika, varwi vakanga vakashinga uye vari vatungamiri vakasanangurika. Uwandu hwavarume vakanga vakagadzirira kurwa sezvazvakanyorwa munhoroondo yavo hwaiva zviuru makumi maviri nezvitanhatu.