We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

1 Makoronike 6

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← 1 Makoronike 5 1 Makoronike 1 Makoronike 7 →

1Vanakomana vaRevhi vaiva

2Vanakomana vaKohati vaiva:

3Vana vaAmiramu vaiva:

4Ereazari aiva baba vaFinehasi,

5Abhishua baba vaBhuki,

6Uzi baba vaZerahia,

7Merayoti baba vaAmaria,

8Ahitubhi baba vaZadhoki,

9Ahimaazi baba vaAzaria,

10Johanani baba vaAzaria.

11Azaria baba vaAmaria,

12Ahitubhi baba vaZadhoki,

13Sharumi baba vaHirikia,

14Azaria baba vaSeraya

15(Jehozadhaki akadzingwa Jehovha paakaendesa Judha neJerusarema kuutapwa noruoko rwaNebhukadhinezari.)

16Vanakomana vaRevhi vaiva:

17Aya ndiwo mazita avanakomana vaGerishoni:

18Vanakomana vaKohati vaiva:

19Vanakomana vaMerari vaiva:

20VaGerishoni:

21Joa mwanakomana wake

22Zvizvarwa zvaKohati zvaiva:

23Erikana mwanakomana wake,

24naTahati mwanakomana wake, Urieri mwanakomana wake,

25Zvizvarwa zvaErikana zvaiva:

26Erikana mwanakomana wake, Zofai mwanakomana wake,

27naEriabhi mwanakomana wake,

28Vanakomana vaSamueri vaiva:

29Zvizvarwa zvaMerari zvaiva:

30Shimea mwanakomana wake, Hagia mwanakomana wake

31Ava ndivo varume vakagadzwa naDhavhidhi kuti vafambise basa rokuimba muimba yaJehovha mushure mokunge areka yawana pokuzorora imomo.

32Vaishumira uye vaiimba pamberi petabhenakeri, muTende Rokusangana, kusvikira Soromoni avaka temberi yaJehovha muJerusarema. Vaibata basa ravo maererano nemitemo yavakanga vakadzikirwa.

33Ava ndivo varume vaibata basa pamwe chete navanakomana vavo:

34mwanakomana waErikana,

35mwanakomana waZufi, mwanakomana waErikana,

36mwanakomana waErikana, mwanakomana waJoere,

37mwanakomana waTahati, mwanakomana waAsiri,

38mwanakomana waIzhari, mwanakomana waKohati,

39Uye mubatsiri waHemani pabasa ainzi Asafi akanga amire kurudyi rwake:

40mwanakomana waMikaeri,

41mwanakomana waEtini,

42mwanakomana waEtani, mwanakomana waZima,

43mwanakomana waJahati,

44uye kubva kuvabatsiri vavo, vaMerari, kuruboshwe rwake, vaiva:

45mwanakomana waHashabhia,

46mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waBhani,

47mwanakomana waMari,

48Vamwe vavo vaRevhi vakapiwa mamwe mabasa ose omutabhenakeri, imba yaMwari.

49Asi Aroni nezvizvarwa zvake ndivo vaiisa zvipiriso paaritari yezvipiriso zvinopiswa uye nepaaritari yezvinonhuhwira maererano nezvose zvaiitwa paNzvimbo Tsvene-tsvene, vachiyananisira Israeri maererano nezvose zvakanga zvarayirwa Mozisi muranda waMwari.

50Izvi ndizvo zvizvarwa zvaAroni:

51Bhuki mwanakomana wake,

52Merayoti mwanakomana wake, Amaria mwanakomana wake,

53Zadhoki mwanakomana wake

54Idzi ndidzo dzakanga dziri nzvimbo dzavo dzavakagoverwa dzokugara senyika yavo (dzakapiwa kuzvizvarwa zvaAroni, avo vaibva kuimba yaKohati, nokuti mugove wokutanga wakanga uri wavo).

55Vakapiwa Hebhuroni iri muJudha namafuro ose akaipoteredza.

56Asi minda nemisha yose yakapoteredza guta iri yakapiwa kuna Karebhu mwanakomana waJefune.

57Saka zvizvarwa zvaAroni zvakapiwa Hebhuroni (Guta routiziro) uye Ribhina, Jatiri, Eshitemoa,

58Hireni, Dhebhiri,

59Ashani, Juta, Bheti Shemeshi pamwe chete namafuro awo.

60Uye kubva kurudzi rwaBhenjamini vakapiwa Gibheoni, Gebha Aremeti neAnatoti pamwe chete namafuro awo.

61Zvimwe zvizvarwa zvaKohati zvakagoverwa maguta gumi kubva kudzimba dzorudzi rwehafu rwaManase.

62Zvizvarwa zvaGerishoni mhuri nemhuri zvakagoverwawo maguta gumi namatatu kubva kumarudzi aIsakari, Asheri naNafutari uye nokubva kuchikamu chorudzi rwaManase chiri muBhashani.

63Zvizvarwa zvaMerari, mhuri nemhuri zvakagoverwa maguta gumi namaviri kubva kumarudzi aRubheni, Gadhi naZebhuruni.

64Saka vaIsraeri vakapa vaRevhi maguta aya namafuro awo.

65Kubva kurudzi rwaJudha, rwaSimeoni norwaBhenjamini vakagoverwa maguta ayo akanga arehwa namazita.

66Vamwe vedzimba dzaKohati vakapiwa kuti ive nyika yavo, maguta kubva kurudzi rwaEfuremu.

67Munyika yamakomo yaEfuremu vakapiwa Shekemu (guta routiziro) neGezeri,

68neJokimeami, neBheti Horoni,

69Aijaroni, neGati Rimoni pamwe chete namafuro awo.

70Uye kubva kuhafu yorudzi rwaManase vaIsraeri vakapawo Aneri neBhireamu pamwe chete namafuro awo kuvaKohati vakanga vasara.

71VaGerishoni vakagamuchirawo zvinotevera:

72kubva kurudzi rwaIsakari vakagamuchira Kedheshi neDhabherati,

73Ramoti, neAnemi, pamwe chete namafuro awo;

74kubva kurudzi rwaAsheri vakagamuchira Mashari, neAbhidhoni,

75Hukoki neRehobhi pamwe chete namafuro awo;

76uye kubva kurudzi rwaNafutari vakagamuchira Kedheshi muGarirea, neHamoni neKiriataimi pamwe chete namafuro awo.

77VaMerari (vaRevhi vose vakanga vasara) vakagamuchira zvinotevera:

78kubva kurudzi rwaRubheni mhiri kworwizi Jorodhani kumabvazuva kweJeriko vakagamuchirwawo Bhezeri murenje, Jaza,

79Kedhemoti neMefaati pamwe chete namafuro awo;

80uye kubva kurudzi rwaGadhi vakagamuchira Ramoti muGireadhi, Mahanaimi,

81Heshibhoni neJazeri pamwe chete namafuro awo.

← 1 Makoronike 5 1 Makoronike 1 Makoronike 7 →