We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

1 Makoronike 3

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← 1 Makoronike 2 1 Makoronike 1 Makoronike 4 →

1Ava ndivo vanakomana vaDhavhidhi vaakaberekerwa ari kuHebhuroni:

2wechitatu, Abhusaromu mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai mambo weGeshuri;

3wechishanu, Shefatia mwanakomana waAbhitari uye

4Ava vatanhatu vakaberekerwa Dhavhidhi muHebhuroni umo maakatonga kwamakore manomwe nemwedzi mitanhatu.

5uye ava ndivo vana vaakaberekerwa ikoko. Vaiva:

6Kwaivawo naIbhari, Erishua, Erifereti,

7Noga, Nefegi, Jafia,

8Erishama, Eriadha naErifereti, vose vaiva vapfumbamwe.

9Ava vose vaiva vanakomana vaDhavhidhi, tisingaverengi vanakomana vake vaakaita navarongo vake. Uye Tamari aiva hanzvadzi yavo.

10Mwanakomana waSoromoni ainzi Rehobhoamu,

11Jehoramu mwanakomana wake,

12Amazia mwanakomana wake,

13Ahazi mwanakomana wake,

14Amoni mwanakomana wake,

15Vanakomana vaJosia vaiva:

16Vakatevera Jehoyakimi vaiva:

17Zvizvarwa zvaJehoyakini mutapwa zvaiva:

18Marikirami, Pedhaya, Shenazari, Jekamia, Hoshama naNedhabhia.

19Vanakomana vaPedhaya vaiva:

20Kwaivawo navamwe vashanu vaiti: Hashubha, Oheri, Bherekia, Hasadhia naJushabhi-Hesedhi.

21Zvizvarwa zvaHanania zvaiva:

22Zvizvarwa zvaShekania zvaiva:

23Vanakomana vaNearia vaiva:

24Vanakomana vaErioenai vaiva:

← 1 Makoronike 2 1 Makoronike 1 Makoronike 4 →