1Ava ndivo vaiva vanakomana vaIsraeri: Rubheni, Simeoni, Revhi, Judha, Isakari, Zebhuruni,
2Dhani, Josefa, Bhenjamini, Nafutari, Gadhi naAsheri.
3Vanakomana vaJudha vaiva:
4Tamari muroora waJudha akamuberekera Perezi naZera.
5Vanakomana vaPerezi vaiva:
6Vanakomana vaZera vaiva:
7Mwanakomana waKarimi aiva:
8Mwanakomana waEtani ainzi
9Vanakomana vaHezironi vaiva:
10Rami aiva baba vaAminadhabhi,
11Nahashoni aiva baba vaSarimoni,
12Bhoazi aiva baba vaObhedhi
13Jese aiva baba
14wechina ainzi Netaneri,
15wechitanhatu ainzi Ozemi
16Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi.
17Abhigairi aiva amai vaAmasa, baba vaAmasa vainzi Jeteri muIshumaeri.
18Karebhu mwanakomana waHezironi akabereka vana nomudzimai wake Azubha (uye naJerioti). Ava ndivo vaiva vanakomana vake:
19Azubha paakafa Karebhu akaroora Efurati uyo akamuberekera Huri.
20Huri aiva baba vaUri uye Uri aiva baba vaBhezareri.
21Shure kwaizvozvo, Hezironi akavata nomwanasikana waMakiri baba vaGireadhi; akanga amuwana paakanga ava namakore makumi matanhatu; akamuberekera Segubhi.
22Segubhi aiva baba vaJairi, uyo aitonga maguta makumi maviri namatatu muGireadhi.
23(Asi Geshuri naAramu vakatapa Habhoti Jairi pamwe chete neKenati namaguta akaripoteredza, maguta makumi matanhatu.)
24Mushure mokunge Hezironi afira muKarebhu Efurata, Abhija mudzimai waHezironi akamuberekera Ashuri baba vaTekoa.
25Vanakomana vaJerameeri dangwe raHezironi vaiva:
26Jerameeri akanga ane mumwe mukadzi, zita rake rainzi Atara. Akanga ari amai vaOnami.
27Vanakomana vaRamu dangwe raJerameeri vaiva:
28Vanakomana vaOnami vaiva:
29Mukadzi waAbhishuri ainzi Abhihairi akamuberekera Abhani naMoridhi.
30Vanakomana vaNadhabhi vaiva:
31Mwanakomana waApaimi
32Vanakomana vaJadha, mununʼuna waShamai vaiva:
33Vanakomana vaJonatani vaiva:
34Sheshani aiva asina vanakomana, aiva navanasikana chete.
35Sheshani akapa mwanasikana wake kuti ave mukadzi womuranda wake. Jara akamuberekera Atai.
36Atai aiva baba vaNatani,
37Zabhadhi baba vaEfirari,
38Obhedhi baba vaJehu,
39Azaria baba vaHerezi,
40Ereasa baba vaSisimai,
41Sharumi baba vaJekamia,
42Vanakomana vaKarebhu mununʼuna waJerameeri vaiva:
43Vanakomana vaHebhuroni vaiva:
44Shema aiva baba vaRahamu,
45Mwanakomana waShamai ainzi Maoni,
46Mumwe murongo waKarebhu ainzi Efa ndiye aiva amai
47Vanakomana vaJadhai vaiva:
48Mumwe murongo waKarebhu ainzi Maaka ndiye aiva amai
49Akaberekawo Shaafi baba vaMadhimana
50Izvi ndizvo zvizvarwa zvaKarebhu.
51Sarima baba vaBheterehema, naHarefi baba vaBheti Gadheri.
52Zvizvarwa zvaShobhari baba vaKiriati Jearimi zvaiva:
53uye dzimba dzaKiriati Jearimi dzaiva: vaItiri, vaPuti, vaShumati navaMishirai. Kuna ivava kwakabva vaZorati navaEshitaori.
54Zvizvarwa zvaSarima zvaiva:
55uye dzimba dzavanyori vaigara paJabhezi dzaiva: vaTirati, vaShimeati navaSukati. Ava ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.