1Ndinzweiwo, imi Mwari, pandinotaura chichemo changu;
2Ndivanzei pakurangana kwavakaipa,
3Vanorodza ndimi dzavo seminondo,
4Vanopfura vari pakavanda munhu asina mhosva;
5Vanokurudzira mumwe nomumwe wavo pakufunga zvakaipa,
6Vanorangana kusaruramisira vachiti,
7Asi Mwari achavapfura nemiseve;
8Achaita kuti ndimi dzavo dzivashandukire,
9Marudzi ose avanhu achatya;
10Vakarurama ngavafare muna Jehovha