1Haiwa Mwari, ndimi Mwari wangu,
2Ndakakuonai munzvimbo yenyu tsvene,
3Nokuti rudo rwenyu runokunda upenyu,
4Ndichakurumbidzai ndichiri mupenyu,
5Mweya wangu uchagutswa kunge wadya zvakakora kwazvo;
6Ndinokurangarirai ndiri pamubhedha wangu;
7Nokuti muri mubatsiri wangu,
8Mweya wangu unonamatira kwamuri;
9Vanotsvaka upenyu hwangu vachaparadzwa;
10Vachaiswa kumunondo
11Asi mambo achafara muna Mwari;