We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Zvirevo 14

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Zvirevo 13 Zvirevo Zvirevo 15 →

1Mukadzi akachenjera anovaka imba yake,

2Uyo ano mufambiro wakarurama anotya Jehovha,

3Kutaura kwebenzi kunouyisa shamhu kumusana kwaro,

4Kana pasina nzombe, chidyiro hachina chinhu,

5Chapupu chechokwadi hachinyengeri,

6Mudadi anotsvaka uchenjeri asi anohushaya,

7Gara kure nomunhu benzi,

8Uchenjeri hwomunhu akangwara ndiko kunzwisisa nzira dzake,

9Mapenzi anoseka kutendeuka pazvivi,

10Mwoyo mumwe nomumwe unoziva kutambudzika kwawo,

11Imba yeakaipa ichaparadzwa,

12Kune nzira inoita seyakanaka kumunhu,

13Kunyange mukuseka mwoyo unogona kurwadziwa,

14Vasingatendi vachapiwa mubayiro wakazara wenzira dzavo,

15Munhu asina mano anongotenda zvose zvose,

16Munhu akachenjera anotya Jehovha uye anovenga zvakaipa,

17Munhu anokurumidza kutsamwa anoita zvinhu zvoupenzi,

18Vasina mano vachagara nhaka youpenzi,

19Vanhu vakaipa vachagwadama pamberi pavakanaka,

20Varombo vanoraswa kunyange navavakidzani vavo,

21Uyo anozvidza muvakidzani wake anotadza,

22Ko, vanoronga zvakaipa havarasiki here?

23Kushanda nesimba kwose kunopa mubayiro,

24Upfumi hwavakachenjera ikorona yavo,

25Chapupu chechokwadi chinoponesa upenyu,

26Uyo anotya Jehovha ane nhare yakasimba,

27Kutya Jehovha ndicho chitubu choupenyu,

28Mukuwanda kwavanhu ndimo mune ukuru hwamambo,

29Munhu ane mwoyo murefu anonzwisisa,

30Mwoyo wakagadzikana unopa upenyu kumuviri,

31Uyo anomanikidza varombo anoratidza kuti anozvidza Musiki wavo,

32Kana njodzi yauya, akaipa anowisirwa pasi,

33Uchenjeri hunogara mumwoyo yavanohunzvera

34Kururama kunosimudzira rudzi,

35Mambo anofarira muranda akachenjera,

← Zvirevo 13 Zvirevo Zvirevo 15 →