We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jeremia 9

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jeremia 8 Jeremia Jeremia 10 →

1Haiwa, dai musoro wangu waiva chitubu chemvura

2Haiwa, dai ndaiva nenzvimbo

3“Vanokunga rurimi rwavo souta,

4“Chenjererai shamwari dzenyu;

5Shamwari inonyengera shamwari,

6Munogara pakati pounyengeri;

7Naizvozvo zvanzi naJehovha Wamasimba Ose:

8Rurimi rwavo museve unouraya;

9Ko, handigavarangi nokuda kwechinhu ichi here?”

10Ndichachema uye ndichaungudza nokuda kwamakomo,

11“Ndichaita Jerusarema murwi wedongo,

12Ndoupiko munhu akachenjera zvokuti anganzwisisa izvi? Ndianiko akarayirwa naJehovha uye angatsanangura izvi? Nemhaka yeiko nyika yanyangadzwa yava dongo ikafanana negwenga risina angapfuura nomo?

13Jehovha akati, “Nemhaka yokuti vakasiya murayiro wangu, wandakaisa pamberi pavo, havana kunditeerera kana kutevera murayiro wangu.

14Asi, vakatevera kusindimara kwemwoyo yavo; vakatevera vanaBhaari, sezvavakadzidziswa namadzibaba avo.”

15Naizvozvo zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri, “Tarirai ndichaita kuti vanhu ava vadye zvinovava uye kuti vanwe mvura ino muchetura.

16Ndichavaparadzira pakati pendudzi dzavasina kumboziva uye dzisina kumbozivikanwa namadzibaba avo, uye ndichavatevera nomunondo kusvikira ndavaparadza.”

17Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose:

18Ngavakurumidze kuuya

19Maungira okuchema anonzwika kubva kuZioni achiti:

20Zvino, imi vakadzi, inzwai shoko raJehovha;

21Rufu rwakapinda napamawindo edu

22Uti, “Zvanzi naJehovha:

23Zvanzi naJehovha:

24Asi anozvirumbidza ngaazvirumbidze pamusoro pezvizvi:

25“Mazuva anouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andicharanga vose vakadzingiswa panyama chete,

26Ijipiti, Judha, Edhomu, Amoni, Moabhu navose vanogara mugwenga kunzvimbo dziri kure. Nokuti ndudzi dzose idzi hadzina kumbodzingiswa, uye kunyange imba yose yaIsraeri haina kudzingiswa, mumwoyo.”

← Jeremia 8 Jeremia Jeremia 10 →