1Inzwai zvinoreva Jehovha kwamuri, imi imba yaIsraeri.
2Zvanzi naJehovha:
3Nokuti tsika dzavanhu hadzina maturo;
4Vanoushongedza nesirivha negoridhe;
5Sedukununu kumucheto womunda wamavise,
6Hakuna akafanana nemi, imi Jehovha;
7Ndianiko angarega kukutyai,
8Vose havana njere uye mapenzi;
9Sirivha yakapfurwa inotorwa kubva kuTashishi
10Asi Jehovha ndiye Mwari wechokwadi; ndiye Mwari mupenyu,
11“Muvaudze kuti, ‘Vamwari ava, vasina kuita matenga nenyika, vachaparara panyika nepasi pamatenga.’ ”
12Asi Mwari akaita nyika nesimba rake,
13Paanotinhira, mvura zhinji iri mumatenga inoita mubvumo;
14Mumwe nomumwe haafungi uye haana zivo;
15Hazvina maturo, zvinhu zvokutuka;
16Iye anenge ari mugove waJakobho haana kufanana nazvo,
17Unganidzai nhumbi dzenyu mubve munyika,
18Nokuti zvanzi naJehovha:
19Ndine nhamo nokuda kwokukuvara kwangu!
20Tende rangu raparadzwa;
21Vafudzi havana njere,
22Inzwai! Chiziviso chiri kuuya,
23Haiwa Jehovha, ndinoziva kuti upenyu hwomunhu hahusi hwake;
24Ndirangei, Jehovha, asi chete nokururamisira,
25Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pendudzi