1“Panguva iyo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “ndichava Mwari wamarudzi ose aIsraeri, naivo vachava vanhu vangu.”
2Zvanzi naJehovha:
3Jehovha akazviratidza kwatiri kare, achiti:
4Ndichakuvakazve,
5Zvakare, muchasima minda yemizambiringa
6Pachava nezuva richadanidzira nharirire
7Zvanzi naJehovha:
8Tarirai, ndichavauyisa vachibva kunyika yokumusoro,
9Vachauya vachichema;
10“Inzwai shoko raJehovha imi ndudzi dzose;
11Nokuti Jehovha achasunungura Jakobho,
12Vachauya vachipembera nomufaro pamusoro peZioni;
13Ipapo varandakadzi vachatamba uye vachafara,
14Ndichagutsa vaprista nezvakawanda,
15Zvanzi naJehovha:
16Zvanzi naJehovha:
17Saka ramangwana rako rine tariro,”
18“Zvirokwazvo ndanzwa kuchema kwaEfuremu achiti:
19Mushure mokutsauka kwangu,
20Ko, Efuremu haasi mwanakomana wangu anodikanwa,
21“Zvimisirei shongwe dzenzira;
22Uchadzungaira kusvikira rinhiko,
23Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri: “Pandichavadzosazve kubva kuutapwa, vanhu vari munyika yeJudha nomumaguta ayo vachataurazve mashoko aya okuti, ‘Jehovha ngaakuropafadze, iwe ugaro hwakarurama, iwe gomo dzvene.’
24Vanhu vachagara pamwe chete muJudha nomumaguta ayo ose, varimi navaya vanofamba namapoka avo.
25Ndichasimbisa vanenge vaneta uye ndichagutsa vanenge vaziya.”
26Ipapo ndakamuka ndokuringa-ringa. Ndakanga ndarara zvakanaka.
27“Mazuva anouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichasima muimba yaIsraeri nomuimba yaJudha zvibereko zvavanhu nezvibereko zvemhuka.
28Sezvandakavarindira kuti ndidzure, ndikoromore, uye ndiwisire pasi, ndiparadze, ndiuyise njodzi, saizvozvo ndichavarindira, kuti ndivake uye ndisime,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
29“Mumazuva iwayo vanhu havangazoti,
30Asi, mumwe nomumwe achafa nokuda kwezvakaipa zvake; ani naani anodya mazambiringa anovava, mazino ake achaita hwadzira.
31“Nguva inouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha,
32Haingazofanani nesungano
33“Iyi indiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri
34Hakuna munhu achadzidzisa muvakidzani wake
35Zvanzi naJehovha,
36“Kana chete mitemo iyi ikabva pamberi pangu,”
37Zvanzi naJehovha:
38“Mazuva anouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichavakirazve guta kubva paShongwe yeHananeri kusvikira paSuo reKona.
39Rwodzi rwokuyera ruchatandavara kubva ipapo kusvikira kuchikomo cheGarebhi ndokudzoka ruchisvika kuGoa.
40Mupata wose unorasirwa zvitunha namadota, neminda yose kusvikira kuMupata weKidhironi kumabvazuva kusvikira kukona reSuo raMabhiza, zvichava zvitsvene kuna Jehovha. Guta harichazombodzurwi kana kuparadzwazve.”