We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jeremia 30

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jeremia 29 Jeremia Jeremia 31 →

1Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha richiti,

2“Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Nyora mubhuku mashoko ose andakakuudza.

3Mazuva anouya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichadzosa vanhu vangu, vaIsraeri navaJudha kubva kuutapwa. Uye ndichavadzosera kunyika yandakapa madzitateguru avo kuti ive yavo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”

4Aya ndiwo mashoko akataurwa naJehovha pamusoro peIsraeri neJudha:

5“Zvanzi naJehovha:

6Bvunzai muone:

7Haiwa, zuva iro richatyisa seiko!

8“ ‘Pazuva iro,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose,

9Asi, vachashumira Jehovha Mwari wavo

10“ ‘Saka, usatya, iwe Jakobho muranda wangu;

11Ndinewe uye ndichakuponesa,’

12“Zvanzi naJehovha:

13Hakuna anokureverera mhaka yako,

14Vose vaikuda vakakukanganwa;

15Unochemeiko pamusoro pevanga rako,

16“ ‘Asi vose vanokudya iwe vachadyiwawo;

17Asi ndichakudzorera pautano

18“Zvanzi naJehovha:

19Nziyo dzokuvonga dzichabva kwavari

20Vana vavo vachava sepamazuva ekare,

21Mutungamiri wavo achava mumwe wokwavo;

22‘Saka muchava vanhu vangu,

23Tarirai, dutu raJehovha

24Kutsamwa kunotyisa kwaJehovha hakungadzoki,

← Jeremia 29 Jeremia Jeremia 31 →