We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jeremia 2

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jeremia 1 Jeremia Jeremia 3 →

1Shoko raJehovha rakauya kwandiri richiti,

2“Enda unoparidza munzeve dzeJerusarema uchiti:

3Israeri akanga ari mutsvene kuna Jehovha,

4Inzwai shoko raJehovha imi imba yaJakobho,

5Zvanzi naJehovha:

6Havana kubvunza kuti, ‘Jehovha aripiko,

7Ndakakupinzai munyika yakaorera

8Vaprista havana kubvunza kuti,

9“Naizvozvo ndinokupai mhosva zvakare,”

10Yambukirai kumiganhu yeKitimi muone,

11Ko, rudzi rwakambotsinhanisa vamwari varwo here?

12Haiwa, imi matenga, shamiswai nechinhu ichi,

13“Vanhu vangu vakaita zvakaipa zviviri:

14Ko, Israeri muranda here, kana nhapwa pakuberekwa?

15Shumba dzakaomba;

16Uyezve, vanhu veNofi neveTapanesi

17Ko, hauna kuzvivigira izvozvo pachako here

18Zvino, unoendereiko kuIjipiti

19Zvakaipa zvako zvichakuranga;

20“Wakavhuna joko rako kare kare

21Ndakanga ndakusima somuzambiringa wakanakisa,

22Kunyange ukazvishambidza nesoda

23“Unoreva sei, uchiti, ‘Handina kusvibiswa;

24uri mbizi yakarovedzwa mugwenga,

25Usamhanya kusvikira tsoka dzako

26“Sokunyadziswa kwembavha yabatwa,

27Vanoti kudanda, ‘Ndiwe baba vangu,’

28Ko, zvino vamwari vamakazviitira varipi?

29“Seiko muchindipa mhosva?

30“Ndakaranga vana venyu pasina;

31“Haiwa, imi vechizvarwa ichi, rangarirai Shoko raJehovha rinoti:

32Ko, murandakadzi angakanganwa zvishongo zvake here,

33Mune ruzivo rwakadii pakutevera rudo!

34Panguo dzako vanhu vanowanapo

35unoti, ‘Handina mhosva;

36Ko, unofambireiko pose pose zvakadai,

37Uchabvawo panzvimbo iyoyo

← Jeremia 1 Jeremia Jeremia 3 →