1Munyengetero wamuprofita Habhakuki unoimbwa neshigionoti.
2Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu;
3Mwari akabva kuTemani,
4Kubwinya kwake kwakaita sokubuda kwezuva;
5Hosha yakaenda ichibva pamberi pake;
6Akamira, akazungunusa nyika;
7Ndakaona matende eKushani ari panhamo,
8Ko, makanga matsamwira nzizi here, nhai Jehovha?
9Makabudisa pachena uta hwenyu,
10makomo akakuonai akadedera.
11Zuva nomwedzi zvakambomira kumatenga
12Mukutsamwa kwenyu makapfuura napanyika
13Makauya kuzonunura vanhu venyu,
14Nepfumo rake chairo makabaya musoro wake,
15Makatsika-tsika gungwa namabhiza enyu,
16Ndakazvinzwa, hana yangu ikarova,
17Kunyange dai muonde ukasatunga maruva,
18kunyange zvakadaro, ndichafara muna Jehovha,
19Ishe Jehovha ndiye simba rangu;