We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Habhakuki 2

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Habhakuki 1 Habhakuki Habhakuki 3 →

1Ndichandomira panzvimbo yangu yokurinda

2Ipapo Jehovha akapindura achiti:

3Nokuti chiratidzo ichi chakamirira nguva yakatarwa;

4“Tarira, ana manyawi;

5Zvirokwazvo, waini inomupandukira;

6“Ko, vakatapwa vose havangazomuseki here nezvirahwe zvokumushora vachiti,

7Ko, vamakakwereta havangazosimuki pakarepo here?

8Nokuti makapamba ndudzi zhinji,

9“Ane nhamo anovaka umambo hwake nepfuma yakabiwa,

10Makarangana kuparadza ndudzi dzakawanda,

11Mabwe ari murusvingo achadanidzira,

12“Ane nhamo anovaka guta nokudeura ropa

13Tarirai, hazvina kubva kuna Jehovha Wamasimba Ose here

14Nokuti nyika yose ichazadzwa nokuziva kubwinya kwaJehovha,

15“Ane nhamo anopa vavakidzani vake zvinodhaka,

16Muchazadzwa nenyadzi pachinzvimbo chokukudzwa.

17Nokuti kuita nechisimba kwamakaitira Rebhanoni kuchakukundai,

18“Chifananidzo chakavezwa chinobatsireiko, zvachakangogadzirwa nomuvezi?

19Ane nhamo anoti kudanda, ‘Rarama!’

20Asi Jehovha ari mutemberi yake tsvene;

← Habhakuki 1 Habhakuki Habhakuki 3 →