We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jobho 40

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jobho 39 Jobho Jobho 41 →

1Jehovha akati kuna Jobho:

2“Ko, munhu anokakavadzana noWamasimba Ose angamurayira here?

3Ipapo Jobho akapindura Jehovha akati:

4“Ini handina maturo, ndingakupindurai seiko?

5Ndakataura kamwe chete, asi handina mhinduro,

6Ipapo Jehovha akataura naJobho ari mudutu akati:

7“Chizvisunga chiuno somurume;

8“Ko, iwe unoda kukanganisa kururamisira kwangu here?

9Uno ruoko rwakaita sorwaMwari here,

10Chizvishongedza zvino nokukudzwa uye nokubwinya,

11Regedzera ukasha hwehasha dzako,

12tarira murume mumwe nomumwe anozvikudza ugomuninipisa,

13Uvavige vose pamwe chete muguruva;

14Ipapo ini pachangu ndichabvuma kwauri

15“Tarisa kumvuu, yandakaita pamwe chete newe

16Simba rainaro muchiuno chayo,

17Muswe wayo unotsvikidza somusidhari;

18Mapfupa ayo ipombi dzendarira,

19Iyo iri pachinzvimbo chokutanga pakati pamabasa aMwari,

20Zvikomo zvinoivigira zvibereko zvayo,

21Inovata pasi pemiti yemirotasi

22Mirotasi inoivanza pamimvuri yayo;

23Panozara rwizi, iyo haivhunduki;

24Pano munhu angagona kuibata neziso,

← Jobho 39 Jobho Jobho 41 →