We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 60

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 59 Isaya Isaya 61 →

1“Simuka, upenye nokuti chiedza chako chasvika,

2Tarira, rima rakafukidza nyika

3Ndudzi dzichauya kuchiedza chako,

4“Simudza meso ako utarise zvakakukomberedza:

5Ipapo uchatarisa ugopenya,

6Mapoka engamera achazadza nyika yako,

7Mapoka eKedhari achaunganidzirwa

8“Ndivanaani ava vanobhururuka samakore,

9Zvirokwazvo zviwi zvinotarira kwandiri;

10“Vatorwa vachavakazve masvingo ako,

11Masuo ako achagara akashama

12Nokuti rudzi kana ushe husingakushumiri huchaparadzwa;

13“Kubwinya kweRebhanoni kuchauya kwauri,

14Vanakomana vavamanikidzi venyu

15“Kunyange wanga wasiyiwa uye uchivengwa,

16Uchanwa mukaka wendudzi

17Ndichakuvigira goridhe pachinzvimbo chendarira,

18Kuita nechisimba hakuchazonzwikwa munyika yako,

19Zuva harichazovi chiedza chako masikati,

20Zuva rako harichazovirizve,

21Ipapo vanhu vako vose vachava vakarurama,

22Mudikisa wako achava chiuru,

← Isaya 59 Isaya Isaya 61 →