We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 59

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 58 Isaya Isaya 60 →

1Zvirokwazvo ruoko rwaJehovha haruna kupfupika kuti rukonewe kuponesa,

2Asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai

3Nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa,

4Hapana anochemera kururamisira;

5Vanochochonya mazai emvumbi,

6Matandira avo haabatsiri pakupfeka;

7Tsoka dzavo dzinomhanyira kundopinda muchivi;

8Nzira yorugare havaizivi;

9Naizvozvo kururamisira kuri kure nesu,

10Sebofu tinotsvanzvadzira tichitevedza madziro,

11Tose tiri kuomba samapere;

12Nokuti kutadza kwedu kwawanda pamberi penyu,

13kumukira nokunyengera Jehovha,

14Naizvozvo kururamisirwa kwadzorerwa shure,

15Zvokwadi haichawanikwi

16Akaona kuti pakanga pasina munhu,

17Akashonga kururama sechidzitiro chechipfuva,

18Sezvavakaita, saizvozvo acharipira

19Kubva kumavirira, vanhu vachatya Jehovha,

20“Mudzikinuri achauya kuZioni,

21“Kana ndirini, iyi ndiyo sungano yangu navo,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Mweya wangu uri pamusoro pako, namashoko angu andakaisa mumuromo mako hazvichabvi pamuromo wako, kana pamiromo yavana venyu, kana pamiromo yezvizvarwa zvavo kubva zvino nokusingaperi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

← Isaya 58 Isaya Isaya 60 →