1“Zvanzi naJehovha kumuzodziwa wake,
2Ndichaenda mberi kwako
3Ndichakupa pfuma yerima,
4Nokuda kwaJakobho muranda wangu,
5Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe;
6kuti kubva kumabudazuva
7Ndinoumba chiedza uye ndinosika rima,
8“Imi matenga kumusoro, nayisai kururama;
9“Ane nhamo uyo anokakavadzana noMuiti wake,
10Ane nhamo uyo anoti kuna baba vake,
11“Zvanzi naJehovha,
12Ndini ndakaita nyika
13Ndichamutsa Sirasi mukururama kwangu:
14Zvanzi naJehovha:
15Zvechokwadi muri Mwari anozvivanza,
16Vose vanoita zvifananidzo vachava nenyadzi uye vachanyadziswa,
17Asi Israeri achaponeswa naJehovha
18Nokuti zvanzi naJehovha,
19Handina kutaura ndiri pakavanda,
20“Unganai pamwe chete muuye;
21Paridzai zvichauya, muzvibudise pachena:
22“Dzokerai kwandiri mugoponeswa,
23Ndakapika neni pachangu,
24Vachati pamusoro pangu,
25Asi rudzi rwose rwaIsraeri