We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 44

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 43 Isaya Isaya 45 →

1“Asi zvino chinzwa, iwe Jakobho, muranda wangu,

2Zvanzi naJehovha, iye akakuita,

3Nokuti ndichadurura mvura panyika ine nyota,

4Vachamera souswa mudekete,

5Mumwe achati, ‘Ndiri waJehovha’;

6“Zvanzi naJehovha,

7Ndianiko zvino akafanana neni? Ngaazvitaure.

8Musadedera, musatya.

9Vose vanoita zvifananidzo havana maturo,

10Ndiani anoveza mwari

11Iye navamwe vake vachanyadziswa;

12Mupfuri anotora chokupfurisa

13Muvezi anoyera nerwodzi

14Akatema misidhari,

15Ndidzo huni dzomunhu dzokuvesa moto;

16Hafu yehuni anopisa mumoto,

17Nezvasara anoita nazvo chimwari,

18Havana chavanoziva, havanzwisisi chinhu, meso avo akanamwa kuitira kuti varege kuona,

19Hapana ane ruzivo

20Anodya madota, mwoyo wakanyengerwa unomutsausa;

21“Rangarira zvinhu izvi, iwe Jakobho,

22Ndakadzima kudarika kwako segore,

23Imbai nomufaro imi matenga, nokuti Jehovha akaita izvozvi;

24“Zvanzi naJehovha,

25“iye anokonesa zviratidzo zvavaprofita venhema,

26anozadzisa mashoko omuranda wake,

27iye anoti kumvura yakadzika, ‘Oma,

28iye anoti pamusoro paSirasi,

← Isaya 43 Isaya Isaya 45 →