We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 31

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 30 Isaya Isaya 32 →

1Vane nhamo avo vanoburukira kuIjipiti kundotsvaka rubatsiro,

2Kunyange zvakadaro naiyewo akachenjera uye anogona kuuyisa njodzi;

3Asi vaIjipita vanhu uye havasi Mwari,

4Zvanzi naJehovha kwandiri:

5Seshiri dzinobhururuka napamusoro,

6Dzokerai kuna iye wamakamukira zvikuru, imi vaIsraeri.

7Nokuti pazuva iro mumwe nomumwe wenyu acharamba zvifananidzo zvesirivha negoridhe zvakaitwa namaoko enyu akaipa.

8“Asiria ichawisirwa pasi nomunondo usati uri womunhu;

9Nhare dzavo dzakasimba dzichawa nokuda kwokutya;

← Isaya 30 Isaya Isaya 32 →