We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 3

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 2 Isaya Isaya 4 →

1Tarirai zvino, Ishe Jehovha

2mhare nomurwi,

3mukuru wamakumi mashanu nomunhu anokudzwa,

4Ndichaita kuti majaya ave vabati vavo;

5Vanhu vachadzvinyirirana,

6Murume achabata mumwe wavanunʼuna vake

7Asi pazuva iro achadanidzira achiti,

8Jerusarema rozungunuka,

9Zvinoonekwa pazviso zvavo zvinovapupurira;

10Udzai vakarurama kuti zvichavanakira,

11Vane nhamo vakaipa! Njodzi yava kuda kuvawira!

12Vadiki vanomanikidza vanhu vangu,

13Jehovha anotora nzvimbo yake muimba yokutonga;

14Jehovha anopinda mukutonga vakuru

15Munoreveiko zvamunopwanya vanhu vangu,

16Jehovha anoti,

17Naizvozvo Jehovha achauyisa maronda pamisoro yavakadzi veZioni;

18Pazuva iro Jehovha achabvisa pazviziso zvamakumbo avo: mabhenguro, nezvishongo zvomusoro, neungetani hwomutsipa hunonʼaima,

19nemhete dzenzeve, nezvingetani zvomumaoko, namavhoiri

20nezvishongo zvebvudzi, nezvingetani zvomuzviziso zvamakumbo, nemasikavha, namabhodhoro amafuta anonhuhwira, namazango,

21nemhete, noukomba hwemhino,

22nenguo dzakanaka dzomutambo, nezvijasi, namakepesi namajasi nezvikwama,

23nezvionioni, nenguo dzomucheka wakaisvonaka, nezvishongo namashaweri.

24Pachinzvimbo chezvinonhuhwira, pachava nokunhuhwa;

25Varume venyu vachafa nomunondo,

26Masuo eZioni achachema uye achaungudza;

← Isaya 2 Isaya Isaya 4 →