1Izvi ndizvo zvakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi, pamusoro peJudha neJerusarema:
2Mumazuva okupedzisira,
3Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti,
4Achatonga pakati pendudzi
5Uyai, imi imba yaJakobho,
6Nokuti makasiya vanhu venyu,
7Nyika yavo izere nesirivha negoridhe;
8Nyika yavo izere nezvifananidzo;
9Naizvozvo munhu achaderedzwa
10Pinda mumapako,
11Meso omunhu anozvikudza achaninipiswa,
12Nokuti Jehovha Wamasimba Ose
13nemisidhari yose yeRebhanoni, yakareba neyakakwirira,
14namakomo ose akakwirira,
15neshongwe dzose dzakakwirira,
16nezvikepe zvose zveTashishi,
17Kuzvikudza kwomunhu kuchaderedzwa,
18uye zvifananidzo zvichapera zvachose.
19Vanhu vachatizira kumapako amatombo,
20Pazuva iro vanhu vacharasira
21Vachatizira kumapako amatombo
22Regai kuvimba nomunhu,