1Pazuva iro,
2Pazuva iro,
3Ini Jehovha ndini ndinouchengeta;
4Handina kutsamwa.
5Kana kuti ngazviuye zvizovanda kwandiri;
6Mumazuva anouya, Jakobho achadzika midzi,
7Ko, Jehovha akamurova here
8Muhondo makarwa naye mukamudzinga,
9Zvino nenzira iyi, mhosva yaJakobho ichadzikinurwa,
10Guta rakakomberedzwa norusvingo rasiyiwa rava dongo,
11Panooma matavi acho, anovhuniwa,
12Pazuva iro Jehovha achapura kubva panoyerera Yufuratesi kusvikira paRukova rweIjipiti, uye imi vaIsraeri, muchaunganidzwa muchiita mumwe mumwe.
13Uye pazuva iro hwamanda huru icharira. Vakanga vofira muAsiria uye navaya vakanga vatizira kuIjipiti vachauya kuzonamata Jehovha pamusoro pegomo dzvene riri muJerusarema.