We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 22

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 21 Isaya Isaya 23 →

1Chirevo pamusoro poMupata weChiratidzo:

2Haiwa guta rizere nemheremhere,

3Vatungamiri vako vose vatiza pamwe chete;

4Naizvozvo ndakati, “Endai kure neni;

5Ishe, Jehovha Wamasimba Ose,

6Eramu anotora goba,

7Mipata yako yakaisvonaka yakazara nengoro,

8kudzivirirwa kweJudha kwakabviswa.

9makaona kuti Guta raDhavhidhi

10Makaverenga dzimba muJerusarema,

11Makavaka gungwa pakati pamasvingo maviri,

12Ishe, Jehovha Wamasimba Ose,

13Asi tarirai, kune mufaro nokupembera,

14Jehovha Wamasimba Ose akazivisa izvi munzeve dzangu achiti, “Kusvikira pazuva rokufa kwako, chivi ichi hachizokanganwirwi,” ndizvo zvinotaura Ishe, Jehovha Wamasimba Ose.

15Zvanzi naIshe, Jehovha Wamasimba Ose:

16Uri kuitei pano uye ndiani akakupa mvumo

17“Hokoyo, Jehovha ava kuda kukuti dzvi,

18Achakupomba-pomba sebhora

19Ndichakudzinga pabasa rako,

20“Pazuva iro ndichadana muranda wangu, Eriakimi mwanakomana waHirikia.

21Ndichamupfekedza nguo yako ndigomusimbisa nebhanhire rako uye ndigoisa masimba ako pamusoro pake. Achava baba kuna vagere muJerusarema nokuimba yaJudha.

22Ndichaisa papfudzi rake kiyi yeimba yaDhavhidhi; chaanenge azarura hapana angapfiga, uye chaanenge apfiga hapana angazarura.

23Ndichamuroverera sembambo panzvimbo yakasimba; achava chigaro chinokudzwa paimba yababa vake.

24Mbiri yeimba yababa vake ichaturikwa paari; matavi namabukira, nemidziyo midiki yose, kubva pamikombe kusvikira pamakate ose.

25“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “mbambo yakarovererwa panzvimbo yakasimba ichabva; ichatemwa igowisirwa pasi, uye mutoro wakarembera pauri uchatemerwa pasi.” Jehovha ataura izvozvo.

← Isaya 21 Isaya Isaya 23 →