We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Dhuteronomi 33

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Dhuteronomi 32 Dhuteronomi Dhuteronomi 34 →

1Uku ndiko kuropafadza kwaMozisi munhu waMwari kwaakataura kuvaIsraeri asati afa.

2Akati:

3Zvirokwazvo ndimi makada vanhu;

4murayiro watakapiwa naMozisi,

5Akanga ari mambo weJeshuruni

6“Rubheni ngaararame arege kufa,

7Uye izvi ndizvo zvaakataura pamusoro paJudha:

8Pamusoro paRevhi akati,

9Akati pamusoro pababa namai vake,

10Anodzidzisa mitemo yenyu kuna Jakobho

11Ropafadzai kubata kwake kwose, imi Jehovha,

12Pamusoro paBhenjamini akati:

13Pamusoro paJosefa akati:

14nezvakanakisisa zvinouyiswa nezuva

15nezvipo zvakanakisisa zvokumakomo ekare

16nezvipo zvakanakisisa zvenyika nokuzara kwayo

17Muumambo hwake anoita semhongora yenzombe;

18Pamusoro paZebhuruni akati:

19Vachadanira vanhu kumakomo

20Pamusoro paGadhi akati:

21Akazvisarudzira nyika yakanakisisa;

22Pamusoro paDhani akati:

23Pamusoro paNafutari akati:

24Pamusoro paAsheri akati:

25Zvipfigiso zvemasuo ako zvichava zvesimbi nendarira,

26“Hapana akafanana naMwari waJeshuruni,

27Mwari anogara nokusingaperi ndiye utiziro hwako,

28Naizvozvo Israeri achagara murugare oga;

29Wakaropafadzwa, iwe Israeri!

← Dhuteronomi 32 Dhuteronomi Dhuteronomi 34 →