We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Dhuteronomi 32

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Dhuteronomi 31 Dhuteronomi Dhuteronomi 33 →

1Inzwai, imi matenga, zvino ndichataura;

2Regai dzidziso yangu inaye semvura

3Ndichaparidza zita raJehovha.

4Ndiye ibwe, mabasa ake akakwana,

5Vakaita zvakaipa kwaari;

6Ko, iyi ndiyo nzira yamunoripira nayo Jehovha here,

7Rangarira mazuva akare;

8Wokumusoro-soro paakapa ndudzi nhaka,

9Nokuti mugove waJehovha ndivo vanhu vake,

10Akamuwana munyika yomurenje,

11segondo rinogadziridza dendere

12Jehovha oga ndiye akamutungamirira;

13Akamuita kuti atasve panzvimbo dzakakwirira dzenyika

14noruomba nomukaka kubva pamombe namakwai

15Jeshuruni akazokora uye akapfura;

16Vakamuita kuti ave negodo nokuda kwavamwari vokumwe

17Vakabayira kumadhimoni, asiri Mwari,

18Wakasiya Ibwe rakakubereka;

19Jehovha akaona izvi akavaramba

20“Ndichavanza chiso changu kubva kwavari,” iye akadaro,

21Vakamutsa godo rangu nokuda kwechinhu chisati chiri Mwari,

22Nokuti moto watungidzwa nehasha dzangu,

23“Ndichatutira njodzi pamusoro pavo

24Ndichatumira nzara inoondesa pamusoro pavo,

25Munzira munondo uchaparadza vana vavo vose;

26Ndakati ndichavaparadzira

27asi ndakazotya kutuka kwomuvengi,

28Nokuti ivo rudzi rusina mano,

29Dai chete vakanga vakachenjera

30Ko, munhu mumwe chete angadzinga sei chiuru chavanhu,

31Nokuti dombo ravo harina kufanana neDombo redu,

32Nokuti mazambiringa avo anobva pamizambiringa yeSodhomu

33Waini yavo uturu hwenyoka,

34“Ko, handina kuchengeta izvi here,

35Kutsiva ndokwangu; ndichatsiva.

36Jehovha achatonga vanhu vake

37Achati, “Ko, zvino vamwari vavo varipiko,

38vamwari vakadya mafuta ezvibayiro zvavo

39“Chionai zvino kuti ini pachangu ndini Iye!

40Ndinosimudza ruoko rwangu kudenga ndichiti:

41kana ndichirodza munondo wangu unopenya

42Ndichaita kuti miseve yangu idhakwe neropa ravo,

43Farai, imi ndudzi, navanhu vake,

44Mozisi akauya naJoshua mwanakomana waNuni uye akataura kwaari mashoko ose aya orwiyo urwu vanhu vachinzwa.

45Mozisi akati apedza kutaura mashoko ose aya kuvaIsraeri vose,

46akati kwavari, “Isai mumwoyo menyu mashoko ose andakupupurirai nhasi, kuitira kuti mugozorayira vana venyu kuti vachenjerere kuita mashoko ose omurayiro uyu.

47Haasi mashoko asina maturo kwamuri, asi kuti ndihwo upenyu hwenyu. Namashoko aya muchararama mazuva mazhinji munyika yamuri kuyambuka Jorodhani kuti muitore.”

48Pazuva rimwe chetero Jehovha akataura kuna Mozisi akati,

49“Kwira kumakomo eAbharimu uende mugomo reNebho muMoabhu, riri mhiri kweJeriko, ugoona nyika yeKenani, nyika yandiri kupa vaIsraeri kuti ive yavo.

50Ipapo pagomo pauchakwira ndipo pauchafira uye ugova pamwe navanhu vako, sokufa kwakaita mukoma wako Aroni akafira paGomo reHori uye akava navanhu vake.

51Izvi zvakaitika nokuti imi muri vaviri hamuna kutendeka kwandiri pamberi pavaIsraeri pamvura yeMeribha Kadheshi murenje reZini uye nokuti hamuna kusimudzira utsvene hwangu pakati pavaIsraeri.

52Naizvozvo, uchaona nyika iyi uri chinhambwe; asi haungapindi munyika yandiri kupa kuvanhu veIsraeri.”

← Dhuteronomi 31 Dhuteronomi Dhuteronomi 33 →